RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Eksodho 29:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Utore mafuta okuzodza nawo,+ woadururira mumusoro make, womuzodza.+

  • Hagai 2:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 “‘Asi zvino simba, haiwa iwe Zerubhabheri,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘uye simba,+ haiwa iwe Joshua mwanakomana womupristi mukuru Jehozadhaki.’

      “‘Simbai, imi vanhu vose venyika,’ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘mushande.’+

      “‘Nokuti ndinemi,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha wemauto.

  • 2 VaKorinde 1:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Asi iye anovimbisa kuti imi nesu tiri vaKristu uye iye akatizodza+ ndiMwari.

  • Zvakazarurwa 11:3
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 3 Ndichaita kuti zvapupu zvangu zviviri+ zviprofite+ zvakapfeka masaga+ kwemazuva ane chiuru chine mazana maviri nemakumi matanhatu.”

  • Zvakazarurwa 11:4
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 4 Izvi zvinofananidzirwa nemiorivhi miviri+ nezvigadziko zvemarambi+ zviviri uye izvo zvimire pamberi paShe wenyika.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe