RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Joshua 3:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Tarirai! Areka yesungano yaShe wenyika yose iri kukutungamirirai ichipinda muJodhani.

  • Joshua 3:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 Tsoka dzevapristi vakatakura areka yaJehovha, Ishe wenyika yose, padzinongotsika mumvura yaJodhani, mvura yaJodhani ichaganhuka, iyo mvura inodzika ichibva kumusoro, uye ichamira sedziva rimwe.”+

  • Isaya 54:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 “Nokuti Muiti+ wako Mukuru ndiye murume wako,+ Jehovha wemauto ndiro zita rake;+ uye Mutsvene waIsraeri ndiye Mudzikinuri wako.+ Achanzi Mwari wenyika yose.+

  • Mika 4:13
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 13 “Simuka upure, haiwa iwe mwanasikana weZiyoni;+ nokuti ndichachinja nyanga yako kuti ive yesimbi, ndichachinja mahwanda ako kuti ave emhangura, uchakuya marudzi mazhinji;+ uye uchatsaurira Jehovha mubereko wavo usina kururama sechinhu chakarambidzwa,+ uye pfuma yavo kuna Ishe wenyika yose.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe