Dheuteronomi 28:33 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 33 Zvibereko zvenyika yako nezvose zvawakashandira zvichadyiwa norudzi rwausina kuziva;+ uye nguva dzose uchava munhu anongobiridzirwa nokudzvinyirirwa.+ Jeremiya 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 “Tarirai ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure,+ haiwa imi imba yaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Irwo rudzi runogara nguva refu.+ Rudzi rwekare kare, rudzi rune mutauro wamusingazivi, uye wamusingagoni kunzwa muchinzwisisa zvavanotaura.
33 Zvibereko zvenyika yako nezvose zvawakashandira zvichadyiwa norudzi rwausina kuziva;+ uye nguva dzose uchava munhu anongobiridzirwa nokudzvinyirirwa.+
15 “Tarirai ndiri kukuunzirai rudzi runobva kure,+ haiwa imi imba yaIsraeri,” ndizvo zvinotaura Jehovha. “Irwo rudzi runogara nguva refu.+ Rudzi rwekare kare, rudzi rune mutauro wamusingazivi, uye wamusingagoni kunzwa muchinzwisisa zvavanotaura.