Revhitiko 26:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Ndichatuma zvikara zvomusango pakati penyu,+ zvichaita kuti mushayikirwe nevana,+ zvichaparadza zvipfuwo zvenyu, zvotapudza kuwanda kwenyu, uye migwagwa yenyu ichaparadzwa.+ 2 Makoronike 36:21 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 21 kuti shoko raJehovha rizadzike rakanga rataurwa nomuromo waJeremiya,+ kusvikira nyika yaripa masabata ayo.+ Yakachengeta sabata mazuva ose ayakanga iri dongo, kuti isvitse makore makumi manomwe.+
22 Ndichatuma zvikara zvomusango pakati penyu,+ zvichaita kuti mushayikirwe nevana,+ zvichaparadza zvipfuwo zvenyu, zvotapudza kuwanda kwenyu, uye migwagwa yenyu ichaparadzwa.+
21 kuti shoko raJehovha rizadzike rakanga rataurwa nomuromo waJeremiya,+ kusvikira nyika yaripa masabata ayo.+ Yakachengeta sabata mazuva ose ayakanga iri dongo, kuti isvitse makore makumi manomwe.+