Isaya 12:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 “Pururudza ushevedzere nokufara, haiwa iwe mukadzi anogara muZiyoni, nokuti mukuru ari pakati pako ndiye Mutsvene waIsraeri.”+ Joeri 3:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Imi muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu,+ anogara muZiyoni, iro gomo rangu dzvene.+ Jerusarema richava nzvimbo tsvene;+ uye vamwe vanhuwo zvavo havazopfuurizve nomariri.+ Zekariya 8:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndichavaunza, uye ivo vachagara muJerusarema;+ uye vachava vanhu vangu,+ uye ini ndichava Mwari wavo muchokwadi nomukururama.’”+
6 “Pururudza ushevedzere nokufara, haiwa iwe mukadzi anogara muZiyoni, nokuti mukuru ari pakati pako ndiye Mutsvene waIsraeri.”+
17 Imi muchaziva kuti ndini Jehovha Mwari wenyu,+ anogara muZiyoni, iro gomo rangu dzvene.+ Jerusarema richava nzvimbo tsvene;+ uye vamwe vanhuwo zvavo havazopfuurizve nomariri.+
8 Ndichavaunza, uye ivo vachagara muJerusarema;+ uye vachava vanhu vangu,+ uye ini ndichava Mwari wavo muchokwadi nomukururama.’”+