Isaya 2:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+ Isaya 60:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “Vanakomana vevaya vari kukutambudza vachauya kwauri, vachikotama;+ vaya vose vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,+ uye vachakutumidza kuti guta raJehovha, Ziyoni+ roMutsvene waIsraeri.
2 Zvino nemazuva okupedzisira+ gomo reimba+ yaJehovha richasimbiswa kwazvo kupfuura misoro yemakomo,+ richakwidziridzwa kupfuura zvikomo;+ uye marudzi ose achadirana achienda kwariri.+
14 “Vanakomana vevaya vari kukutambudza vachauya kwauri, vachikotama;+ vaya vose vasingakuremekedzi vachakotama patsoka dzako,+ uye vachakutumidza kuti guta raJehovha, Ziyoni+ roMutsvene waIsraeri.