RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 48:1
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 48 Jehovha mukuru uye anofanira kurumbidzwa kwazvo+

      Muguta raMwari wedu,+ imo mugomo rake dzvene.+

  • Isaya 11:9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Hazvizombokuvadzi+ kana kumboparadza pagomo rangu rose dzvene;+ nokuti nyika ichazara nokuziva Jehovha sokufukidzwa kwakaitwa gungwa nemvura.+

  • Isaya 66:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Vachaunza hama dzenyu dzose dzichibva kumarudzi ose+ kuti dzive chipo kuna Jehovha,+ dziri pamabhiza nomungoro dzehondo nomungoro dzine matenga nepamanyurusi nepangamera hadzi dzinomhanya kwazvo,+ dzichikwira kugomo rangu dzvene,+ Jerusarema,” Jehovha adaro, “sezvinoitwa nevanakomana vaIsraeri pavanouya nechipo chiri mumudziyo wakachena muimba yaJehovha.”+

  • Jeremiya 31:23
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 23 Zvanzi naJehovha wemauto, Mwari waIsraeri: “Vachataurawo shoko iri munyika yaJudha nomumaguta ake, pandichaunganidza nhapwa dzavo, ‘Jehovha ngaakukomborere,+ haiwa iwe nzvimbo yokugara yakarurama,+ haiwa iwe gomo dzvene.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe