RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 3:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Panguva iyoyo vachatumidza Jerusarema kuti chigaro choumambo chaJehovha;+ uye marudzi ose achaunganidzwa kwariri,+ kuzita raJehovha riri paJerusarema,+ uye havazoteverizve kuoma kwemwoyo yavo yakaipa.”+

  • Joeri 3:20
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 20 Asi nyika yaJudha, ichagarwa nokusingagumi,+ uye Jerusarema richagarwa kwezvizvarwa nezvizvarwa.+

  • Amosi 9:14
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 14 Ndichadzosa nhapwa dzevanhu vangu vaIsraeri,+ vachavaka maguta akaitwa matongo vogara maari,+ vachadyara minda yemizambiringa vonwa waini yayo uye vacharima minda vodya zvibereko zvayo.’+

Mabhuku eChiShona (1973-2027)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe