Isaya 11:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Asi achatongera vakaderera nokururama,+ uye achatsiura nokururama nokuda kwevanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake;+ uye achauraya munhu akaipa nomudzimu wemiromo yake.+ Amosi 5:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vengai zvakaipa, mude zvakanaka,+ uye ruramisirai muri pagedhi.+ Zvimwe Jehovha Mwari wemauto anganzwira nyasha+ vakasara vaJosefa.’+ Zekariya 7:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Tongai nokururamisira+ kwechokwadi; uye itiranai mutsa worudo+ nengoni;+
4 Asi achatongera vakaderera nokururama,+ uye achatsiura nokururama nokuda kwevanyoro venyika. Acharova nyika neshamhu yomuromo wake;+ uye achauraya munhu akaipa nomudzimu wemiromo yake.+
15 Vengai zvakaipa, mude zvakanaka,+ uye ruramisirai muri pagedhi.+ Zvimwe Jehovha Mwari wemauto anganzwira nyasha+ vakasara vaJosefa.’+
9 “Zvanzi naJehovha wemauto, ‘Tongai nokururamisira+ kwechokwadi; uye itiranai mutsa worudo+ nengoni;+