RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Hosiya 11:8
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 8 “Ndingakusiya sei, haiwa iwe Efremu?+ Ndingakurega sei, haiwa iwe Israeri?+ Ndingakuita seAdma sei?+ Ndingakufananidza neZebhoimu sei?+ Mwoyo wangu wachinja mukati mangu;+ uye panguva imwe chete ndava kunzwa tsitsi kwazvo.

  • Joeri 2:18
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 18 Jehovha achashingairira nyika yake+ uye achanzwira vanhu vake tsitsi.+

  • Nahumi 1:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Jehovha ndiMwari anoda kuzvipira kwakazara+ uye anotsiva; Jehovha anotsiva+ uye ane hasha.+ Jehovha anotsiva mhandu dzake,+ uye akagumbukira vavengi vake.+

  • Zekariya 8:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 “Zvanzi naJehovha wemauto,+ ‘Ndichava negodo, ndichava negodo kwazvo+ nokuda kweZiyoni, uye ndichava negodo nokuda kwaro ndakatsamwa+ kwazvo.’”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe