RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 48:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 “VaMoabhi vave vakagara zvakanaka kubvira vachiri vaduku,+ uye vari kuramba vakagadzikana pamasese avo.+ Havana kudururwa vachibviswa mune mumwe mudziyo vachiiswa mune mumwe, uye havana kutapwa. Ndokusaka kunaka kwavo kwaramba kuri mavari, uye kunhuhwirira kwavo kusina kuchinja.

  • Zekariya 1:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Ivo vakapindura ngirozi yaJehovha yakanga yakamira pakati pemiti yemikute, vakati: “Takafamba-famba munyika,+ uye tarira! nyika yose yakanyarara uye haina chiri kunetsa.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe