Isaya 54:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Ndakakuvanzira chiso changu kwenguva pfupi ndakatsamwa kwazvo,+ asi ndichakunzwira ngoni ndiine mutsa worudo nokusingagumi,”+ Mudzikinuri wako,+ Jehovha, adaro. VaHebheru 12:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Imi muri kutsungirira kuti murangwe.+ Mwari ari kukubatai sezvaanoita vanakomana.+ Nokuti ndoupi mwanakomana uyo baba vasingarangi?+
8 Ndakakuvanzira chiso changu kwenguva pfupi ndakatsamwa kwazvo,+ asi ndichakunzwira ngoni ndiine mutsa worudo nokusingagumi,”+ Mudzikinuri wako,+ Jehovha, adaro.
7 Imi muri kutsungirira kuti murangwe.+ Mwari ari kukubatai sezvaanoita vanakomana.+ Nokuti ndoupi mwanakomana uyo baba vasingarangi?+