RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 69:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Nokuti vakatevera uya wamakarova,+

      Uye vanoramba vachirondedzera kurwadziwa kwevaya vamakabaya.

  • Pisarema 137:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    •  7 Yeukai,+ haiwa Jehovha, zuva reJerusarema+ pamusoro pevanakomana vaEdhomu,+

      Vaya vaiti: “Rifukurei! Rifukurei kusvikira panheyo iri mukati maro!”+

  • Isaya 47:6
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 6 Ndakatsamwira vanhu vangu.+ Ndakasvibisa nhaka yangu,+ ndikavaisa muruoko rwako.+ Hauna kuvanzwira ngoni.+ Wakaita kuti joko rako riremere kwazvo munhu akwegura.+

  • Jeremiya 51:35
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 35 ‘Chisimba chandakaitirwa ini pamwe chete nomuviri wangu ngachive paBhabhironi!’ mukadzi anogara muZiyoni achadaro.+ ‘Ropa rangu ngarive pavagari vomuKadheya!’ Jerusarema richadaro.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe