Isaya 12:1 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Zvino pazuva iroro+ chokwadi iwe uchati: “Ndichakuongai, haiwa Jehovha, nokuti kunyange makanditsamwira kwazvo, kutsamwa kwenyu kwakazopera,+ imi mukandinyaradza.+ Jeremiya 33:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 “‘Tarirai! Mazuva achauya,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichaita shoko rakanaka randataura,+ pamusoro peimba yaIsraeri+ uye pamusoro peimba yaJudha. Zekariya 8:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 “Zvanzi naJehovha, ‘Ndichadzokera kuZiyoni+ ndogara muJerusarema;+ uye Jerusarema richanzi guta rechokwadi,+ uye gomo raJehovha+ wemauto, richanzi gomo dzvene.’”+
12 Zvino pazuva iroro+ chokwadi iwe uchati: “Ndichakuongai, haiwa Jehovha, nokuti kunyange makanditsamwira kwazvo, kutsamwa kwenyu kwakazopera,+ imi mukandinyaradza.+
14 “‘Tarirai! Mazuva achauya,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha, ‘andichaita shoko rakanaka randataura,+ pamusoro peimba yaIsraeri+ uye pamusoro peimba yaJudha.
3 “Zvanzi naJehovha, ‘Ndichadzokera kuZiyoni+ ndogara muJerusarema;+ uye Jerusarema richanzi guta rechokwadi,+ uye gomo raJehovha+ wemauto, richanzi gomo dzvene.’”+