RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Jeremiya 25:5
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 5 vachiti, ‘Tapota, mumwe nomumwe ngaatendeuke abve panzira yake yakaipa uye pakuipa kwezvamakaita,+ rambai muchigara panyika yamakapiwa imi nemadzitateguru enyu naJehovha kubvira kare kare, kusvikira kunguva refu ichauya.+

  • Ezekieri 33:11
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 11 Iti kwavari, ‘“Noupenyu hwangu,” ndizvo zvinotaura Changamire Ishe Jehovha, “Handifariri rufu rwomunhu akaipa,+ asi kuti munhu akaipa atendeuke+ panzira yake, arambe achirarama.+ Tendeukai, tendeukai panzira dzenyu dzakaipa,+ nokuti muchafireiko, haiwa imi imba yaIsraeri?”’+

  • Maraki 3:7
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 7 Kubvira pamazuva emadzitateguru enyu makatsauka pamirau yangu uye hamuna kuichengeta.+ Dzokai kwandiri, uye ini ndichadzoka kwamuri,”+ Jehovha wemauto adaro.

      Asi imi makati: “Tichadzoka sei?”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe