Pisarema 66:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Nokuti makationgorora, haiwa Mwari;+Makatinatsa sokunatswa kunoitwa sirivha.+ Isaya 48:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Tarira! Ndakakunatsa, asi kwete sokunatswa kunoitwa sirivha.+ Ndakakusarudza muvira rokunyungudutsira, rokutambudzika.+ Maraki 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 “Asi ndiani achatsunga pazuva raanouya,+ uye ndiani achamira paanoonekwa?+ Nokuti achava akaita somoto womunatsi+ uye sesipo+ yomugezi wenguo.+
10 Tarira! Ndakakunatsa, asi kwete sokunatswa kunoitwa sirivha.+ Ndakakusarudza muvira rokunyungudutsira, rokutambudzika.+
2 “Asi ndiani achatsunga pazuva raanouya,+ uye ndiani achamira paanoonekwa?+ Nokuti achava akaita somoto womunatsi+ uye sesipo+ yomugezi wenguo.+