Maraki 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Achagara pasi sezvinoita munatsi nomuchenesi wesirivha,+ ochenesa vanakomana vaRevhi;+ achavachenesa sezvinoitwa ndarama+ uye sezvinoitwa sirivha, uye kuna Jehovha vachava vanhu vanouya nechipo chinopiwa+ mukururama. 1 Petro 1:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 kuti kutenda kwenyu kwakaedzwa,+ kunokosha zvikuru kupfuura ndarama inoparara pasinei nokuedzwa kwayo nomoto,+ kuwanikwe kuri chinhu chinoita kuti pave nokurumbidzwa nokubwinya nokukudzwa pakuratidzwa+ kwaJesu Kristu.
3 Achagara pasi sezvinoita munatsi nomuchenesi wesirivha,+ ochenesa vanakomana vaRevhi;+ achavachenesa sezvinoitwa ndarama+ uye sezvinoitwa sirivha, uye kuna Jehovha vachava vanhu vanouya nechipo chinopiwa+ mukururama.
7 kuti kutenda kwenyu kwakaedzwa,+ kunokosha zvikuru kupfuura ndarama inoparara pasinei nokuedzwa kwayo nomoto,+ kuwanikwe kuri chinhu chinoita kuti pave nokurumbidzwa nokubwinya nokukudzwa pakuratidzwa+ kwaJesu Kristu.