Pisarema 144:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Vanofara vanhu vanoitirwa saizvozvo!”Vanofara vanhu avo Mwari wavo ari Jehovha!+ Zvakazarurwa 21:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu wose anokunda achagara nhaka yezvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake+ uye iye achava mwanakomana wangu.+
7 Munhu wose anokunda achagara nhaka yezvinhu izvi, uye ndichava Mwari wake+ uye iye achava mwanakomana wangu.+