Isaya 55:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+ Jeremiya 12:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 Kana ndavadzura, ndichavanzwirazve ngoni,+ ndichavadzosa, mumwe nomumwe kunhaka yake uye mumwe nomumwe kunyika yake.”+ Hosiya 14:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Ndichagadzirisa kusatendeka kwavo.+ Ndichavada ndisingatumwi nomumwe munhu,+ nokuti ndakadzora kutsamwa kwangu kwaari.+ Mika 7:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Achatinzwirazve ngoni;+ achatsikirira kukanganisa kwedu.+ Muchakanda zvivi zvavo zvose munzvimbo dzakadzika dzegungwa.+
7 Munhu akaipa ngaasiye nzira yake,+ uye munhu anokuvadza ngaasiye kufunga kwake;+ uye ngaadzokere kuna Jehovha, iye achamunzwira ngoni,+ uye kuna Mwari wedu, nokuti achakanganwira zvikuru.+
15 Kana ndavadzura, ndichavanzwirazve ngoni,+ ndichavadzosa, mumwe nomumwe kunhaka yake uye mumwe nomumwe kunyika yake.”+
4 “Ndichagadzirisa kusatendeka kwavo.+ Ndichavada ndisingatumwi nomumwe munhu,+ nokuti ndakadzora kutsamwa kwangu kwaari.+
19 Achatinzwirazve ngoni;+ achatsikirira kukanganisa kwedu.+ Muchakanda zvivi zvavo zvose munzvimbo dzakadzika dzegungwa.+