RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Isaya 52:2
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 2 Zvizunze guruva,+ simuka, gara pachigaro, haiwa iwe Jerusarema. Sunungura zvisungo zviri mumutsipa mako, haiwa iwe mwanasikana weZiyoni akatapwa.+

  • Mika 4:10
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 10 Rwadziwa kwazvo, utambure nokusununguka, haiwa iwe mwanasikana weZiyoni, sezvinoita mukadzi ari kusununguka,+ nokuti zvino uchabuda muguta, uye uchanogara musango.+ Uchasvika kuBhabhironi.+ Uchanunurwa uri ikoko.+ Jehovha achakudzikinura muzvanza zvevavengi vako uri ikoko.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe