Isaya 48:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+ Jeremiya 50:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 “Tizai muBhabhironi, budai munyika yevaKadheya,+ uye itai semhuka dzinotungamirira boka rezvipfuwo.+
20 Budai, muBhabhironi!+ Tizai vaKadheya.+ Zivisai nenzwi rokushevedzera kwokufara, itai kuti izvi zvinzwike.+ Zviendesei kumugumo wenyika.+ Itii: “Jehovha adzikinura mushumiri wake Jakobho.+
8 “Tizai muBhabhironi, budai munyika yevaKadheya,+ uye itai semhuka dzinotungamirira boka rezvipfuwo.+