RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 1:25
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 25 Asi Jesu akautuka, achiti: “Nyarara, ubude maari!”+

  • Ruka 9:42
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 42 Asi kunyange zvaakanga ava kusvika, dhimoni racho rakamurovera pasi, rikaita kuti agwinhe zvine simba. Zvisinei, Jesu akatuka mudzimu wacho usina kuchena, akaporesa mukomana wacho, akamuisa kuna baba vake.+

  • Judha 9
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 9 Asi Mikaeri+ ngirozi huru+ paakapesana naDhiyabhorosi uye achiita nharo+ pamusoro pomutumbi waMosesi,+ haana zvake kuda kumutonga nemashoko okutuka,+ asi akati: “Jehovha ngaakutsiure.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe