2 Makoronike 6:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Asi ndichasarudza Jerusarema+ kuti zita rangu rive ipapo, uye ndichasarudza Dhavhidhi kuti atarisire vanhu vangu vaIsraeri.’+ Zekariya 2:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Jehovha achaita kuti Judha ave wake somugove wake uri panyika tsvene,+ uye achasarudzazve Jerusarema.+
6 Asi ndichasarudza Jerusarema+ kuti zita rangu rive ipapo, uye ndichasarudza Dhavhidhi kuti atarisire vanhu vangu vaIsraeri.’+
12 Jehovha achaita kuti Judha ave wake somugove wake uri panyika tsvene,+ uye achasarudzazve Jerusarema.+