Isaya 62:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Hauzonzizve mukadzi akasiyiwa zvachose;+ uye nyika yako haizonzizve dongo;+ asi iwe uchanzi Mufaro Wangu Uri Maari,+ uye nyika yako ichanzi Mudzimai Womuridzi. Nokuti Jehovha achange akufarira, uye nyika yako ichava mudzimai womuridzi.+
4 Hauzonzizve mukadzi akasiyiwa zvachose;+ uye nyika yako haizonzizve dongo;+ asi iwe uchanzi Mufaro Wangu Uri Maari,+ uye nyika yako ichanzi Mudzimai Womuridzi. Nokuti Jehovha achange akufarira, uye nyika yako ichava mudzimai womuridzi.+