Isaya 40:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+ Mateu 11:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 uye kana muchida kugamuchira izvi, Iye ndiye ‘Eriya anofanira kuuya.’+ Mako 9:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Vakatanga kumubvunza, vachiti: “Nei vanyori vachiti Eriya+ anofanira kutanga kuuya?”+
3 Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje,+ achiti: “Gadzirai nzira yaJehovha!+ Ruramisai mugwagwa mukuru waMwari wedu unopfuura nomubani rerenje.+