Joeri 2:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Zuva richasviba,+ mwedzi uchava ropa,+ uye zuva guru nerinotyisa raJehovha risati rasvika.+ Mabasa 2:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 zuva+ richasviba uye mwedzi uchava ropa zuva guru nerakakurumbira raJehovha risati rasvika.+ 2 Petro 3:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Asi zuva raJehovha+ richauya sembavha,+ mariri matenga achapfuura+ nokutinhira,+ asi zvinhu zvacho zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa,+ uye nyika+ nemabasa ari mairi zvichava pachena.+
10 Asi zuva raJehovha+ richauya sembavha,+ mariri matenga achapfuura+ nokutinhira,+ asi zvinhu zvacho zvichipisa kwazvo zvichanyungudutswa,+ uye nyika+ nemabasa ari mairi zvichava pachena.+