Mateu 11:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Uyu ndiye akanyorwa nezvake kuti, ‘Tarira! Ini ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako, iyo ichafanokugadzirira nzira yako!’+ Ruka 1:76 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 76 Asi kana uri iwe, mwana muduku, uchanzi muprofita weWokumusorosoro, nokuti uchafanotungamira pamberi paJehovha kuti ugadzirire nzira dzake,+ Johani 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Kwakamuka mumwe murume akatumwa somumiririri waMwari:+ iye ainzi Johani.+
10 Uyu ndiye akanyorwa nezvake kuti, ‘Tarira! Ini ndiri kutuma nhume yangu pamberi pako, iyo ichafanokugadzirira nzira yako!’+
76 Asi kana uri iwe, mwana muduku, uchanzi muprofita weWokumusorosoro, nokuti uchafanotungamira pamberi paJehovha kuti ugadzirire nzira dzake,+