Mateu 3:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 Chokwadi, uyu ndiye akataurwa nezvake pachishandiswa muprofita Isaya+ nemashoko aya zvichinzi: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai+ nzira yaJehovha! Ruramisai migwagwa yake.’” Mako 1:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 teererai! mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake,’”+ Johani 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Iye akati: “Ndiri inzwi romumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Ruramisai nzira yaJehovha,’ sezvakataurwa nomuprofita Isaya.”+ Johani 3:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Imi munondipupurira kuti ndakati, handisi Kristu,+ asi, ndakatumwa pamberi paiyeye.+ Mabasa 13:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 pashure paJohani,+ Iyeye asati asvika,+ akanga aparidza pachena kuvanhu vose vaIsraeri rubhabhatidzo rwokuratidza kupfidza. Mabasa 19:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 Pauro akati: “Johani akabhabhatidza norubhabhatidzo rwokuratidza kupfidza,+ achiudza vanhu kuti vatende mune uya akanga achizouya shure kwake,+ kureva muna Jesu.”
3 Chokwadi, uyu ndiye akataurwa nezvake pachishandiswa muprofita Isaya+ nemashoko aya zvichinzi: “Teererai! Mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai+ nzira yaJehovha! Ruramisai migwagwa yake.’”
3 teererai! mumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Gadzirai nzira yaJehovha, ruramisai migwagwa yake,’”+
23 Iye akati: “Ndiri inzwi romumwe munhu ari kushevedzera ari murenje, achiti, ‘Ruramisai nzira yaJehovha,’ sezvakataurwa nomuprofita Isaya.”+
24 pashure paJohani,+ Iyeye asati asvika,+ akanga aparidza pachena kuvanhu vose vaIsraeri rubhabhatidzo rwokuratidza kupfidza.
4 Pauro akati: “Johani akabhabhatidza norubhabhatidzo rwokuratidza kupfidza,+ achiudza vanhu kuti vatende mune uya akanga achizouya shure kwake,+ kureva muna Jesu.”