Eksodho 2:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Kwapera nguva yakati, Mwari akanzwa+ kugomera kwavo,+ Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka naJakobho.+ Ruka 1:72 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 72 kuti aite ngoni dzine chokuita nemadzitateguru edu uye kuti ayeuke sungano yake tsvene,+
24 Kwapera nguva yakati, Mwari akanzwa+ kugomera kwavo,+ Mwari akayeuka sungano yake naAbrahamu, Isaka naJakobho.+