Jeremiya 33:18 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 18 Kuvapristi, ivo vaRevhi, hakuzoshayikwi murume pamberi pangu kuti ape chinopiwa chinopiswa chakakwana uye kuti aite kuti chinopiwa chezviyo chipfungaire uye kuti ape chibayiro nguva dzose.’”+ Zvakazarurwa 1:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 uye akaita kuti tive umambo,+ vapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake—chokwadi, kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi.+ Ameni.
18 Kuvapristi, ivo vaRevhi, hakuzoshayikwi murume pamberi pangu kuti ape chinopiwa chinopiswa chakakwana uye kuti aite kuti chinopiwa chezviyo chipfungaire uye kuti ape chibayiro nguva dzose.’”+
6 uye akaita kuti tive umambo,+ vapristi+ kuna Mwari wake uye Baba vake—chokwadi, kukudzwa nesimba ngazvive kwaari nokusingaperi.+ Ameni.