VaHebheru 11:37 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa,+ vakachekwa nepakati, vakafa+ vachiurayiwa nebakatwa, vakafamba vakapfeka matehwe emakwai,+ vakapfeka matehwe embudzi, vachishayiwa,+ vachitambudzika,+ vachiitirwa zvakaipa;+
37 Vakatemwa nematombo,+ vakaedzwa,+ vakachekwa nepakati, vakafa+ vachiurayiwa nebakatwa, vakafamba vakapfeka matehwe emakwai,+ vakapfeka matehwe embudzi, vachishayiwa,+ vachitambudzika,+ vachiitirwa zvakaipa;+