Eksodho 34:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Iye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana. Haana kudya zvokudya uye haana kunwa mvura.+ Akanyora mashoko esungano yacho pamahwendefa, iwo Mashoko Gumi.+ Dheuteronomi 9:9 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 9 Pandakakwira mugomo kunogamuchira mahwendefa ematombo,+ mahwendefa esungano iyo Jehovha akanga aita nemi,+ ndikaramba ndichigara mugomo kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana,+ (handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,) 1 Madzimambo 19:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo akamuka, akadya, akanwa, akaramba achienda nesimba rezvokudya izvozvo kwemazuva makumi mana+ nousiku makumi mana kusvikira kuHorebhi,+ gomo raMwari wechokwadi. Mako 1:13 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 13 Naizvozvo akaramba ari murenje kwemazuva makumi mana,+ achiedzwa naSatani,+ uye akanga aine mhuka dzomusango, asi ngirozi dzakanga dzichimushumira.+ Ruka 4:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kwemazuva makumi mana,+ paaiedzwa+ naDhiyabhorosi. Uyezve, hapana chaakadya mumazuva iwayo, naizvozvo, iwo paakanga apera, iye akanzwa nzara.
28 Iye akaramba ari ikoko naJehovha kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana. Haana kudya zvokudya uye haana kunwa mvura.+ Akanyora mashoko esungano yacho pamahwendefa, iwo Mashoko Gumi.+
9 Pandakakwira mugomo kunogamuchira mahwendefa ematombo,+ mahwendefa esungano iyo Jehovha akanga aita nemi,+ ndikaramba ndichigara mugomo kwemazuva makumi mana nousiku makumi mana,+ (handina kudya zvokudya kana kunwa mvura,)
8 Naizvozvo akamuka, akadya, akanwa, akaramba achienda nesimba rezvokudya izvozvo kwemazuva makumi mana+ nousiku makumi mana kusvikira kuHorebhi,+ gomo raMwari wechokwadi.
13 Naizvozvo akaramba ari murenje kwemazuva makumi mana,+ achiedzwa naSatani,+ uye akanga aine mhuka dzomusango, asi ngirozi dzakanga dzichimushumira.+
2 kwemazuva makumi mana,+ paaiedzwa+ naDhiyabhorosi. Uyezve, hapana chaakadya mumazuva iwayo, naizvozvo, iwo paakanga apera, iye akanzwa nzara.