Mateu 7:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 “Naizvozvo munhu wose anonzwa mashoko angu aya akaaita achafananidzwa nomurume akangwara, akavakira imba yake padombo guru.+
24 “Naizvozvo munhu wose anonzwa mashoko angu aya akaaita achafananidzwa nomurume akangwara, akavakira imba yake padombo guru.+