Mateu 20:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+ Mako 14:24 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 24 Iye akati kwavari: “Iyi inomirira ‘ropa+ rangu resungano,’+ richadururirwa+ vazhinji.+
28 Zvakafanana noMwanakomana womunhu asina kuuya kuzoshumirwa, asi kuzoshumira+ nokupa mweya wake kuti uve rudzikinuro mukutsinhana nevazhinji.”+