Isaya 9:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru.+ Vaya vanogara munyika yezarima,+ vakapenyerwa nechiedza.+
2 Vanhu vaifamba murima vakaona chiedza chikuru.+ Vaya vanogara munyika yezarima,+ vakapenyerwa nechiedza.+