RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mako 15:21
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 21 Uyewo, vakamanikidza mumwe munhu aipfuurawo zvake, mumwe Simoni wokuKurini, baba vaArekizanda naRufusi, aibva kumaruwa, kuti atakure danda rake rokutambudzikira.+

  • Ruka 23:26
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 26 Zvino pavaienda naye, vakabata Simoni, mumwe munhu wokuKurini, achibva kumaruwa, vakamutakurisa danda rokutambudzikira kuti aritakure ari shure kwaJesu.+

  • Johani 19:17
    Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene
    • 17 Achizvitakurira danda rokutambudzikira,+ akaenda+ kunonzi kuNzvimbo yeDehenya, inonzi Gorogota muchiHebheru;+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe