Mateu 26:61 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 61 zvikati: “Munhu uyu akati, ‘Ndinokwanisa kukoromora temberi yaMwari ndoivaka mumazuva matatu.’”+ Johani 2:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Achipindura, Jesu akati kwavari: “Putsai temberi iyi,+ uye ndichaimisa mumazuva matatu.”