Ruka 6:20 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 20 Zvino akatarira vadzidzi vake, akatanga kuti:+ “Munofara imi varombo,+ nokuti umambo hwaMwari ndohwenyu. 1 VaKorinde 2:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Asi munhu wenyama haagamuchiri zvinhu zvomudzimu waMwari, nokuti upenzi kwaari; uye haagoni kusvika pakuzviziva,+ nokuti zvinoongororwa mumudzimu.
20 Zvino akatarira vadzidzi vake, akatanga kuti:+ “Munofara imi varombo,+ nokuti umambo hwaMwari ndohwenyu.
14 Asi munhu wenyama haagamuchiri zvinhu zvomudzimu waMwari, nokuti upenzi kwaari; uye haagoni kusvika pakuzviziva,+ nokuti zvinoongororwa mumudzimu.