1 Timoti 6:11 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 11 Zvisinei, haiwa iwe munhu waMwari, tiza zvinhu izvi.+ Asi tevera kururama, kuzvipira kuna Mwari, kutenda, rudo, kutsungirira, unyoro.+ Tito 3:2 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 2 kuti varege kutaura zvinokuvadza pamusoro pomunhu chero upi zvake, kuti varege kurwa,+ kuti vave vanonzwisisa,+ vachiratidza unyoro kuvanhu vose zvizere.+
11 Zvisinei, haiwa iwe munhu waMwari, tiza zvinhu izvi.+ Asi tevera kururama, kuzvipira kuna Mwari, kutenda, rudo, kutsungirira, unyoro.+
2 kuti varege kutaura zvinokuvadza pamusoro pomunhu chero upi zvake, kuti varege kurwa,+ kuti vave vanonzwisisa,+ vachiratidza unyoro kuvanhu vose zvizere.+