Isaya 51:4 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 4 “Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu; ndinzwei, imi boka rangu remarudzi.+ Nokuti ndichabudisa mutemo,+ uye ndichaita kuti zvandakatonga zvive chiedza kumarudzi.+ Johani 3:19 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa. Johani 8:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.” Johani 9:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Chero bedzi ndiri munyika, ndiri chiedza chenyika.”+ Johani 12:36 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 36 Pamunenge muchine chiedza, ivai nokutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza.”+ Jesu akataura zvinhu izvi, akaenda, akanovavanda. 2 VaKorinde 6:14 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko nevasingatendi.+ Nokuti kururama kune ushamwari hwei nokusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chine mugove wei nerima?+ VaFiripi 2:15 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+
4 “Nditeererei, haiwa imi vanhu vangu; ndinzwei, imi boka rangu remarudzi.+ Nokuti ndichabudisa mutemo,+ uye ndichaita kuti zvandakatonga zvive chiedza kumarudzi.+
19 Zvino kutongwa kunobva pachinhu ichi, kuti chiedza+ chakauya munyika+ asi vanhu vakada rima panzvimbo pechiedza,+ nokuti mabasa avo akanga akaipa.
12 Naizvozvo Jesu akataurazve navo, achiti: “Ndini chiedza+ chenyika. Anonditevera haazombofambi murima,+ asi achava nechiedza choupenyu.”
36 Pamunenge muchine chiedza, ivai nokutenda muchiedza, kuti muve vanakomana vechiedza.”+ Jesu akataura zvinhu izvi, akaenda, akanovavanda.
14 Musasungwa zvisina kukodzera pajoko nevasingatendi.+ Nokuti kururama kune ushamwari hwei nokusateerera mutemo?+ Kana kuti chiedza chine mugove wei nerima?+
15 kuti muve vasina chavanopomerwa+ nevasina mhosva, vana+ vaMwari vasina gwapa pakati pechizvarwa chisina kururama,+ chakamonyana, chamuri kupenya pakati pacho sezvinhu zvinovheneka munyika,+