Mateu 18:3 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 3 akati: “Chokwadi ndinoti kwamuri, Kana mukasatendeuka mova sevana vaduku,+ hamungambopindi muumambo hwokumatenga.+ Johani 3:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Jesu akapindura kuti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwauri, Kana munhu akasaberekwa nemvura+ nomudzimu,+ haangapindi muumambo hwaMwari.
3 akati: “Chokwadi ndinoti kwamuri, Kana mukasatendeuka mova sevana vaduku,+ hamungambopindi muumambo hwokumatenga.+
5 Jesu akapindura kuti: “Chokwadi, chokwadi ndinoti kwauri, Kana munhu akasaberekwa nemvura+ nomudzimu,+ haangapindi muumambo hwaMwari.