2 Madzimambo 23:10 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 10 Akaita kuti Tofeti+ ive isina kukodzera kunamatira, iri mumupata wevanakomana vaHinomu,+ kuti parege kuva nomunhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto+ nokuda kwaMoreki.+ Jeremiya 7:31 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 31 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzeTofeti,+ iri mumupata womwanakomana waHinomu,+ kuti vapise vanakomana vavo nevanasikana vavo mumoto,+ chinhu chandakanga ndisina kuvarayira uye chakanga chisina kuuya mumwoyo mangu.’+ Mateu 10:28 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 28 Musatya+ vaya vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya; asi ityai iye+ anogona kuparadza mweya nomuviri muGehena.+ Ruka 12:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Asi ndichakuratidzai wokutya: Ityai iye+ anoti kana auraya ane simba rokukanda muGehena.+ Chokwadi, ndinokuudzai, ityai+ Iyeyu.
10 Akaita kuti Tofeti+ ive isina kukodzera kunamatira, iri mumupata wevanakomana vaHinomu,+ kuti parege kuva nomunhu anopinza mwanakomana wake kana mwanasikana wake mumoto+ nokuda kwaMoreki.+
31 Vakavaka nzvimbo dzakakwirira dzeTofeti,+ iri mumupata womwanakomana waHinomu,+ kuti vapise vanakomana vavo nevanasikana vavo mumoto,+ chinhu chandakanga ndisina kuvarayira uye chakanga chisina kuuya mumwoyo mangu.’+
28 Musatya+ vaya vanouraya muviri asi vasingagoni kuuraya mweya; asi ityai iye+ anogona kuparadza mweya nomuviri muGehena.+
5 Asi ndichakuratidzai wokutya: Ityai iye+ anoti kana auraya ane simba rokukanda muGehena.+ Chokwadi, ndinokuudzai, ityai+ Iyeyu.