Jakobho 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Hama dzangu, kunyange zvakadaro, kupfuura zvinhu zvose, chokwadi regai kupika, nedenga kana nenyika kana nemhiko chero ipi zvayo.+ Asi Hungu wenyu ngaave Hungu, uye Aiwa wenyu, Aiwa, kuti murege kutongwa.+
12 Hama dzangu, kunyange zvakadaro, kupfuura zvinhu zvose, chokwadi regai kupika, nedenga kana nenyika kana nemhiko chero ipi zvayo.+ Asi Hungu wenyu ngaave Hungu, uye Aiwa wenyu, Aiwa, kuti murege kutongwa.+