2 VaKorinde 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Naizvozvo, pandaida izvozvo, ndakazviona sezvinhu zvisina basa+ here? Kana kuti zvinhu zvandinoda kuita, ndinoda kuzviita maererano nenyama+ here, kuti nditi “Hungu, Hungu” uye “Aiwa, Aiwa”?+ Jakobho 5:12 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 12 Hama dzangu, kunyange zvakadaro, kupfuura zvinhu zvose, chokwadi regai kupika, nedenga kana nenyika kana nemhiko chero ipi zvayo.+ Asi Hungu wenyu ngaave Hungu, uye Aiwa wenyu, Aiwa, kuti murege kutongwa.+
17 Naizvozvo, pandaida izvozvo, ndakazviona sezvinhu zvisina basa+ here? Kana kuti zvinhu zvandinoda kuita, ndinoda kuzviita maererano nenyama+ here, kuti nditi “Hungu, Hungu” uye “Aiwa, Aiwa”?+
12 Hama dzangu, kunyange zvakadaro, kupfuura zvinhu zvose, chokwadi regai kupika, nedenga kana nenyika kana nemhiko chero ipi zvayo.+ Asi Hungu wenyu ngaave Hungu, uye Aiwa wenyu, Aiwa, kuti murege kutongwa.+