Ruka 12:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Zvino akati kuvadzidzi vake: “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri, Regai kuzvidya mwoyo pamusoro pemweya yenyu kuti muchadyei kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+ VaFiripi 4:6 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 6 Musazvidya mwoyo pamusoro pechinhu chero chipi zvacho,+ asi muzvinhu zvose kukumbira kwenyu ngakuziviswe Mwari+ nokunyengetera nokuteterera+ pamwe chete nokuonga;
22 Zvino akati kuvadzidzi vake: “Nokuda kweizvi ndinoti kwamuri, Regai kuzvidya mwoyo pamusoro pemweya yenyu kuti muchadyei kana pamusoro pemiviri yenyu kuti muchapfekei.+
6 Musazvidya mwoyo pamusoro pechinhu chero chipi zvacho,+ asi muzvinhu zvose kukumbira kwenyu ngakuziviswe Mwari+ nokunyengetera nokuteterera+ pamwe chete nokuonga;