Pisarema 55:22 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 22 Kanda mutoro wako pana Jehovha,+Iye achakutsigira.+Haazombobvumiri munhu akarurama kuti azununguke.+ 1 Timoti 6:8 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 8 Naizvozvo, kana tiine zvokudya nezvokupfeka nepokugara, tichagutsikana nezvinhu izvi.+ VaHebheru 13:5 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 5 Mararamiro enyu ngaave okusada mari,+ muchigutsikana+ nezvinhu zvinenge zviripo.+ Nokuti iye akati: “Handingambokuregerei kana kumbokusiyai.”+ 1 Petro 5:7 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 7 muchikanda kuzvidya mwoyo+ kwenyu kwose paari, nokuti iye ane hanya nemi.+
22 Kanda mutoro wako pana Jehovha,+Iye achakutsigira.+Haazombobvumiri munhu akarurama kuti azununguke.+
5 Mararamiro enyu ngaave okusada mari,+ muchigutsikana+ nezvinhu zvinenge zviripo.+ Nokuti iye akati: “Handingambokuregerei kana kumbokusiyai.”+