VaRoma 1:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 nokuti kururama kwaMwari+ kuri kuratidzwa maari nokuda kwokutenda+ uye zvichiwedzerazve kutenda, sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama—achararama nokutenda.”+ VaRoma 14:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Nokuti umambo hwaMwari+ hahurevi kudya nokunwa,+ asi hunoreva kururama+ norugare+ nomufaro+ nomudzimu mutsvene.
17 nokuti kururama kwaMwari+ kuri kuratidzwa maari nokuda kwokutenda+ uye zvichiwedzerazve kutenda, sokunyorwa kwazvakaitwa kuti: “Asi munhu akarurama—achararama nokutenda.”+
17 Nokuti umambo hwaMwari+ hahurevi kudya nokunwa,+ asi hunoreva kururama+ norugare+ nomufaro+ nomudzimu mutsvene.