Ruka 6:47 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 47 Munhu wose anouya kwandiri, onzwa mashoko angu, oaita, ndichakuratidzai kuti akafanana naani:+ Ruka 6:48 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 48 Akafanana nomunhu aivaka imba, akachera, akadzika pasi chaipo, akaisa nheyo padombo guru. Naizvozvo, pakauya mafashamo,+ rwizi rwakarovera nesimba paimba iyoyo, asi rwakanga rusina kusimba zvokuizunungusa, nokuti yakanga yakanyatsovakwa.+ Jakobho 1:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 Asi iye anonyatsotarira mumutemo wakakwana+ worusununguko uye anorambira mauri, munhu iyeye achafara+ paanouita, nokuti haana kuva munzwi anokanganwa, asi muiti webasa.+
48 Akafanana nomunhu aivaka imba, akachera, akadzika pasi chaipo, akaisa nheyo padombo guru. Naizvozvo, pakauya mafashamo,+ rwizi rwakarovera nesimba paimba iyoyo, asi rwakanga rusina kusimba zvokuizunungusa, nokuti yakanga yakanyatsovakwa.+
25 Asi iye anonyatsotarira mumutemo wakakwana+ worusununguko uye anorambira mauri, munhu iyeye achafara+ paanouita, nokuti haana kuva munzwi anokanganwa, asi muiti webasa.+