Ruka 6:49 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 49 Asi, uya anonzwa mashoko angu, orega kuaita,+ akafanana nomunhu akavakira imba yake paivhu pasina nheyo. Rwizi rwakarovera nesimba pairi, ikabva yangoputsika, uye imba iyoyo yakaparara zvachose.”+ Jakobho 1:23 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 23 Nokuti kana munhu ari munzwi weshoko, asiri muiti,+ iyeyu akafanana nomunhu anotarira chiso chake chaakazvarwa nacho mugirazi.
49 Asi, uya anonzwa mashoko angu, orega kuaita,+ akafanana nomunhu akavakira imba yake paivhu pasina nheyo. Rwizi rwakarovera nesimba pairi, ikabva yangoputsika, uye imba iyoyo yakaparara zvachose.”+
23 Nokuti kana munhu ari munzwi weshoko, asiri muiti,+ iyeyu akafanana nomunhu anotarira chiso chake chaakazvarwa nacho mugirazi.