Zekariya 8:17 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 17 Musarongerana dambudziko mumwoyo menyu,+ uye musada mhiko yenhema chero ipi zvayo;+ nokuti izvi ndizvo zvinhu zvose zvandakavenga,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.” Johani 2:25 Shanduro yeNyika Itsva yeMagwaro Matsvene 25 uye nokuti akanga asina chikonzero chokuti ave nomumwe munhu anopupurira munhu, nokuti aiziva zvakanga zviri mumunhu.+
17 Musarongerana dambudziko mumwoyo menyu,+ uye musada mhiko yenhema chero ipi zvayo;+ nokuti izvi ndizvo zvinhu zvose zvandakavenga,’+ ndizvo zvinotaura Jehovha.”
25 uye nokuti akanga asina chikonzero chokuti ave nomumwe munhu anopupurira munhu, nokuti aiziva zvakanga zviri mumunhu.+